Online Bible

- Reklamy -

Ruka 7:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Zvino akatendeukira kumukadzi uya ndokuti kuna Simoni, “Unoona mukadzi uyu? Ndapinda mumba mako, hauna kundipa mvura yokugeza tsoka dzangu asi iye anyorovesa tsoka dzangu nemisodzi yake akadzipukuta nevhudzi rake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Ɀino akatendeʋukira kumukadzi, akati kunaSimoni: Unoʋona mukadzi uyu here? Ndakapinda mumba mako, ukasandipa mvura yetsoka dzaŋgu; asi uyu wakanyoroʋesa tsoka dzaŋgu nemisodzi yake, akadzipisika nevudzi rake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Zvino akatendeukira kumukadzi, akati kuna Simoni, “Unoona mukadzi uyu here? Ndakapinda mumba mako, ukasandipa mvura yetsoka dzangu; asi uyu akanyorovesa tsoka dzangu nemisodzi yake, akadzipukuta nevhudzi rake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Zvino akatendeukira kumukadzi uya ndokuti kuna Simoni, “Unoona mukadzi uyu? Ndapinda mumba mako, hauna kundipa mvura yokugeza tsoka dzangu asi iye anyorovesa tsoka dzangu nemisodzi yake akadzipukuta nevhudzi rake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Zvino akatendeukira kumukadzi uya ndokuti kuna Simoni, “Unoona mukadzi uyu? Ndapinda mumba mako, hauna kundipa mvura yokugeza tsoka dzangu asi iye anyorovesa tsoka dzangu nemisodzi yake akadzipukuta nevhudzi rake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Ipapo akatendeukira kumukadzi ndokuti kuna Simoni, “Unoona here mukadzi uyu? Ndapinda mumba mako; hauna kundipa kana mvura yokugeza tsoka dzangu, asi uyu anyorovesa tsoka dzangu nemisodzi yake uye akadzipukuta nebvudzi romusoro wake.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 7:44

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy