Online Bible

- Reklamy -

Ruka 6:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Asi uyo anonzwa mashoko angu asingaaiti, akafanana nomunhu akavakira imba yake pavhu, isina ugaro. Rukova rwakaroverera pairi, ikawa pakarepo, kuparara kwemba iyoyo kukava kukuru kwazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Asi unonzwa, asiŋgaiti, wakafanana nomunhu wakaʋaka imba pavu, isinenheyo; mvura yakati iciiroʋa, ikawa pakarepo, kuputsika kweimba iyo kukaʋa kukuru.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

49 Asi anonzwa, asingaiti, akafanana nomunhu akavaka imba pavhu, isina nheyo; mvura yakati ichiirova, ikawa pakarepo, kuputsika kweimba iyo kukava kukuru.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Asi uyo anonzwa mashoko angu asingaaiti, akafanana nomunhu akavakira imba yake pavhu, isina ugaro. Rukova rwakaroverera pairi, ikawa pakarepo, kuparara kwemba iyoyo kukava kukuru kwazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Asi uyo anonzwa mashoko angu asingaaiti, akafanana nomunhu akavakira imba yake pavhu, isina ugaro. Rukova rwakaroverera pairi, ikawa pakarepo, kuparara kwemba iyoyo kukava kukuru kwazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Asi munhu anonzwa mashoko angu akasaaita, akafanana nomunhu akavaka imba pavhu asina kuchera hwaro. Mafungu paakangorova imba iyo, yakakoromoka uye kuparara kwayo kwakava kukuru.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 6:49

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy