Ruka 6:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kuti akapinda mumba yaMwari akatora zvingwa zvakasumwa kuna Mwari akazvidya akapawo vaaiva navo kunyange zvisingabvumirwi kudyiwa naani zvake kusiya vapristi voga?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 kuti wakapinda mumba maMŋari, akatora ɀiŋgwa ɀokuratidza, akaɀidya, akapa ʋo ʋakaŋga ʋanaye, iɀo ɀakaŋga ɀisina‐kutenderwa kudyiwa, asi naʋaprista ʋoga? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 kuti akapinda mumba maMwari, akatora zvingwa zvokuratidza, akazvidya, akapawo vakanga vanaye, izvo zvakanga zvisina kutenderwa kudyiwa, asi navapristi voga?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kuti akapinda mumba yaMwari akatora zvingwa zvakasumwa kuna Mwari akazvidya akapawo vaaiva navo kunyange zvisingabvumirwi kudyiwa naani zvake kusiya vapristi voga?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 kuti akapinda mumba yaMwari akatora zvingwa zvakasumwa kuna Mwari akazvidya akapawo vaaiva navo kunyange zvisingabvumirwi kudyiwa naani zvake kusiya vapristi voga?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Akapinda mumba maMwari, akatora chingwa chakatsaurwa, akadya zvaingobvumirwa kudyiwa navaprista chete. Uye akapawo chimwe kushamwari dzake.” Viz kapitola |