Online Bible

- Reklamy -

Ruka 6:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 “Kana muchingoda vanokudai, munokodzera chitusoi? Nokuti kana vatadziwo vanoda vanovada.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Kana muciŋgoɗa aʋo ʋanokuɗai, munokuʋoŋgwa kwakaɗiniko? Nokuti naʋatadzi ʋo ʋanoɗa ʋanoʋaɗa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Kana muchingoda avo vanokudai, munokuvongwa kwakadiniko? Nokuti navatadziwo vanoda vanovada.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 “Kana muchingoda vanokudai, munokodzera chitusoi? Nokuti kana vatadziwo vanoda vanovada.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 “Kana muchingoda vanokudai, munokodzera chitusoi? Nokuti kana vatadziwo vanoda vanovada.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 “Kana uchida vaya vanokuda, mubayiro wako uchagova weiko? Kunyange navatadzi vanoda avo vanovada.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 6:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy