Ruka 6:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kune anenge akurova padama mutendeudzirezve rimwe; munhu anokutorera bhachi rako usamurambire kana hembe yako. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Unokuroʋa paɗama, umurinzire rimŋe ʋo; unokutorera ŋguʋo yokunze, usamuramba neŋguʋo yomukati ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Anokurova padama, umurinzire rimwewo; anokutorera nguo yokunze, usaramba nenguo yomukatiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Kune anenge akurova padama mutendeudzirezve rimwe; munhu anokutorera bhachi rako usamurambire kana hembe yako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Kune anenge akurova padama mutendeudzirezve rimwe; munhu anokutorera bhachi rako usamurambire kana hembe yako. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Kana mumwe akakurova rimwe dama, mupezve rimwe racho. Kana mumwe akakutorera nguo yako yokunze, usamudzivisa kutorawo nguo yomukati. Viz kapitola |