Online Bible

- Reklamy -

Ruka 5:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Akavataurirazve nomuenzaniso achiti, “Hakuna munhu anobvarura jira rechigamba pahanzu itsva achichisonerera pahanzu tsaru. Kana akadaro achabvarura hanzu itsva, uyezve chigamba chehanzu itsva hachipindirani nehanzu tsaru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Akataura naʋo nomufananidzo, akati: Hakunomunhu ucabvarura ciremo paŋguʋo itȿa, akaciisa paŋguʋo yakasakara; nokuti ucabvarura nguʋo itȿa, ʋuye ciremo ceŋguʋo itȿa haciŋganzwani neyakasakara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Akataura navo nomufananidzo, akati, “Hakuna munhu achabvarura chiremo panguo itsva, akachiisa panguo yakasakara; nokuti chichabvarura nguo itsva, uye chiremo chenguo itsva hachinganzwani neyakasakara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Akavataurirazve nomuenzaniso achiti, “Hakuna munhu anobvarura jira rechigamba pahanzu itsva achichisonerera pahanzu tsaru. Kana akadaro achabvarura hanzu itsva, uyezve chigamba chehanzu itsva hachipindirani nehanzu tsaru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Akavataurirazve nomuenzaniso achiti, “Hakuna munhu anobvarura jira rechigamba pahanzu itsva achichisonerera pahanzu tsaru. Kana akadaro achabvarura hanzu itsva, uyezve chigamba chehanzu itsva hachipindirani nehanzu tsaru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Akavaudza mufananidzo uyu akati, “Hakuna munhu anobvarura chigamba kubva panguo itsva achichisonera panguo tsaru. Kana akadaro, anenge abvarura nguo itsva, uye chigamba chinobva panguo itsva hachibatsiri panguo tsaru.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 5:36

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy