Ruka 5:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Handina kuuya kuzodaidza vakarurama kwete, asi vatadzi kuti vapinduke.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Handina‐kuʋuya kuzoɗana ʋakarurama, asi ʋatadzi, kuti ʋatendeʋuke. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi, kuti vatendeuke.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Handina kuuya kuzodaidza vakarurama kwete, asi vatadzi kuti vapinduke.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Handina kuuya kuzodaidza vakarurama kwete, asi vatadzi kuti vapinduke.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Handina kuuya kuzodana vakarurama, asi vatadzi kuti vatendeuke.” Viz kapitola |