Ruka 5:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vanhu vose zvakavakatyamadza kwazvo, vakarumbidza Mwari, uye vakaputirwa nokutya vachiti, “Nhasi taona zvinoshamisa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ʋakashamiswa ʋose, ʋakarumbidza Mŋari, ʋakatya kwaɀo, ʋaciti: Taʋona maɗambi nhasi! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Vakashamiswa vose, vakarumbidza Mwari, vakatya kwazvo, vachiti, “Taona madambi nhasi!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vanhu vose zvakavakatyamadza kwazvo, vakarumbidza Mwari, uye vakaputirwa nokutya vachiti, “Nhasi taona zvinoshamisa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vanhu vose zvakavakatyamadza kwazvo, vakarumbidza Mwari, uye vakaputirwa nokutya vachiti, “Nhasi taona zvinoshamisa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Munhu wose akashamiswa nazvo akarumbidza Mwari. Vakazadzwa nokutya vakati, “Taona zvinhu zvinoshamisa nhasi.” Viz kapitola |