Ruka 4:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Vanhu vose vakashamiswa kwazvo, vakataurirana vachiti, “Ishokoi iri? Nokuti anoudza mweya yakaipa nechiremera nesimba, ichibva yabuda.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Kutya kukaʋawira ʋose, ʋakataurirana, ʋaciti: Shoko iri ndereiko? Nokuti unoraira mŋeya yetȿina necikuriri nesimba, ikaɓuɗa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Kutya kukavawira vose, vakataurirana, vachiti, “Shoko iri ndereiko? Nokuti anoraira mweya yakan'ora nechikuriri nesimba, ikabuda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Vanhu vose vakashamiswa kwazvo, vakataurirana vachiti, “Ishokoi iri? Nokuti anoudza mweya yakaipa nechiremera nesimba, ichibva yabuda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Vanhu vose vakashamiswa kwazvo, vakataurirana vachiti, “Ishokoi iri? Nokuti anoudza mweya yakaipa nechiremera nesimba, ichibva yabuda.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Vanhu vose vakashamiswa vakataurirana vachiti, “Kudzidzisa uku ndokupi? Anorayira mweya yakaipa nechikuriri uye nesimba, ichibva yabuda!” Viz kapitola |