Ruka 4:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 “Aa! Ko tinei newe Jesu weNazareti? Wauya kuzotiparadza here? Ndinokuziva; kuti ndiwe ani; ndiwe Mutsvene waMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Haiwa, tinemhaka yeiko nemi, Jesu weNazareta? Maʋuya kuzotiparadza kanhi? Ndinokuziʋai kuti ndimi ani; muri Mutȿene waMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 “Haiwa, tine mhaka yeiko nemi, Jesu weNazareta? Mauya kuzotiparadza kanhi? Ndinokuzivai kuti ndimi ani; muri Mutsvene waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 “Aa! Ko tinei newe Jesu weNazareti? Wauya kuzotiparadza here? Ndinokuziva; kuti ndiwe ani; ndiwe Mutsvene waMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 “Aa! Ko tinei newe Jesu weNazareti? Wauya kuzotiparadza here? Ndinokuziva; kuti ndiwe ani; ndiwe Mutsvene waMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 “A! Munodeiko kwatiri imi Jesu weNazareta? Ko, mauya kuzotiparadza kanhi? Ndinoziva kuti muri ani, muri Mutsvene waMwari!” Viz kapitola |