Ruka 4:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pakunzwa izvi, vose vakanga vari musinagogu vakazadzwa nehasha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ipapo ʋose ʋakaŋga ʋari musinagoge, ʋakatsamŋa ɀikuru, ʋacinzwa iɀoɀo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Ipapo vose vakanga vari musinagoge, vakatsamwa zvikuru, vachinzwa izvozvo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Pakunzwa izvi, vose vakanga vari musinagogu vakazadzwa nehasha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Pakunzwa izvi, vose vakanga vari musinagogu vakazadzwa nehasha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vanhu vose vakanga vari musinagoge vakatsamwa kwazvo pavakanzwa izvi. Viz kapitola |