Online Bible

- Reklamy -

Ruka 4:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 asi Eriya haana kutumwa kune imwe yadzo kusiya chete kune mukadzi aive chirikadzi kuZarefati munyika yeSidhoni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 asi Eria haana‐kutumŋa kunomumŋe waʋo, asi wakatumŋa Sarepta ɓedzi, munyika yeSidoni, kumukadzi waiʋa cirikadzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 asi Eria haana kutumwa kune mumwe wavo, asi akatumwa Sarepita bedzi, munyika yeSidhoni, kumukadzi aiva chirikadzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 asi Eriya haana kutumwa kune imwe yadzo kusiya chete kune mukadzi aive chirikadzi kuZarefati munyika yeSidhoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 asi Eriya haana kutumwa kune imwe yadzo kusiya chete kune mukadzi aive chirikadzi kuZarefati munyika yeSidhoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Asi Eria haana kutumwa kuno mumwe wavo, asi kuchirikadzi yeZerafati munyika yeSidhoni.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 4:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy