Ruka 4:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Uye ndokuti, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, hakuna muporofita anogamuchirwa munyika make. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Akati: Ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Hakunomuprofita unogamucirwa munyika yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Akati, “Zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, hakuna muporofita anogamuchirwa munyika yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Uye ndokuti, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, hakuna muporofita anogamuchirwa munyika make. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Uye ndokuti, “Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, hakuna muporofita anogamuchirwa munyika make. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Akaenderera mberi achiti, “Ndinokuudzai chokwadi kuti hakuna muprofita anogamuchirwa muguta rake. Viz kapitola |