Ruka 4:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvino akatanga kutaura kwavari achiti, “Nhasi uno, gwaro dzvene iri ramazvinzwira nenzeve dzenyu razadziswa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino akataŋga kuʋaʋudza, aciti: Nhasi rugwaro urwu rwaitika munzeʋe dzenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino akatanga kuvaudza, achiti, “Nhasi rugwaro urwu rwaitika munzeve dzenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Zvino akatanga kutaura kwavari achiti, “Nhasi uno, gwaro dzvene iri ramazvinzwira nenzeve dzenyu razadziswa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Zvino akatanga kutaura kwavari achiti, “Nhasi uno, gwaro dzvene iri ramazvinzwira nenzeve dzenyu razadziswa.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 uye akatanga nokuti kwavari, “Nhasi rugwaro urwu rwazadziswa munzeve dzenyu.” Viz kapitola |