Ruka 4:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kwamazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Pamazuva iwayo haana chaakadya; zvino pakupera kwawo akaziya nenzara. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 aciidzwa naDiaborosi mazuʋa anamakumi manna. Wakaŋga asiŋgadyi cinhu namazuʋa iwayo; ɀino akati apera, akaziya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 achiedzwa naDhiabhori mazuva ana makumi mana. Akanga asingadyi chinhu namazuva iwayo; zvino akati apera, akaziya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kwamazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Pamazuva iwayo haana chaakadya; zvino pakupera kwawo akaziya nenzara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 kwamazuva makumi mana achiedzwa naSatani. Pamazuva iwayo haana chaakadya; zvino pakupera kwawo akaziya nenzara. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 umo maakaedzwa naSatani kwamazuva makumi mana. Haana chaakadya pamazuva iwayo, uye pakupera kwamazuva iwayo akanzwa nzara. Viz kapitola |