Online Bible

- Reklamy -

Ruka 3:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vakati zvino vanhu vose vaombekwa, Jesu akaombekwawo. Achingunonamata denga rakazaruka,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ʋanhu ʋose ʋakati ʋabapatidzwa, naiye Jesu abapatidzwa ʋo, acinyeŋgetera, ɗeŋga rikazarurwa,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Vanhu vose vakati vabhabhatidzwa, naiye Jesu abhabhatidzwawo, achinyengetera, denga rikazarurwa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vakati zvino vanhu vose vaombekwa, Jesu akaombekwawo. Achingunonamata denga rakazaruka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vakati zvino vanhu vose vaombekwa, Jesu akaombekwawo. Achingunonamata denga rakazaruka,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Vanhu vose vakati vachiri kubhabhatidzwa, Jesu akabhabhatidzwawo. Uye akati achinyengetera, denga rakazaruka,

Viz kapitola kopírovat

Ruka 3:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy