Online Bible

- Reklamy -

Ruka 24:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Jesu akati kwavari, “Ko chii chamuri kutaurirana muchifamba kudai?” Vakamira kuti mbikiti vakati surududu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Akati kwaʋari: Mashoko amunotaurirana pamsoro pawo mucifamba, ndeeiko? Ʋakamira ʋaneshuŋgu pamŋoyo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Akati kwavari, “Mashoko amunotaurirana pamusoro pawo muchifamba, ndeeiko?” Vakamira vane shungu pamwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Jesu akati kwavari, “Ko chii chamuri kutaurirana muchifamba kudai?” Vakamira kuti mbikiti vakati surududu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Jesu akati kwavari, “Ko chii chamuri kutaurirana muchifamba kudai?” Vakamira kuti mbikiti vakati surududu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Akavabvunza akati, “Muri kukurukurirana pamusoro peiko, zvamuri kufamba kudai?” Vakamira vakanyarara, zviso zvavo zvakasuwa.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 24:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy