Ruka 24:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi Pita akasimuka akamhanyira kuguva. Akakotama akadongorera mukati. Akaona machira erineni ari pawo oga. Akaenda kumba achishama nezvakanga zvaitika.] Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino Petro akasimuka, akamhanyira kubgiro; akakotama, akaʋona miceka iri yoga; ndokudzoka kumba kwake, ashamiswa neɀakaŋga ɀaitwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino Petirosi akasimuka, akamhanyira kubwiro; akakotama, akaona micheka iri yoga; ndokudzoka kumba, ashamiswa nezvakanga zvaitwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi Pita akasimuka akamhanyira kuguva. Akakotama akadongorera mukati. Akaona machira erineni ari pawo oga. Akaenda kumba achishama nezvakanga zvaitika.] Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi Pita akasimuka akamhanyira kuguva. Akakotama akadongorera mukati. Akaona machira erineni ari pawo oga. Akaenda kumba achishama nezvakanga zvaitika.] Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Zvisinei hazvo, Petro, akasimuka, akamhanyira kuguva. Akakotama, akaona micheka iri yoga, ndokubva adzokera kumba, achishamisika mumwoyo make nezvakanga zvaitika. Viz kapitola |