Ruka 23:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pirato paakanzwa izvi akabvunza kuti munhu uyu akanga ari wokuGarirea here. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Pirato wakati acinzwa iɀoɀo, akabvunza kana munhu uyu ari muGarirea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Pirato wakati achinzwa izvozvo, akabvunza kana munhu uyu ari muGarirea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pirato paakanzwa izvi akabvunza kuti munhu uyu akanga ari wokuGarirea here. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pirato paakanzwa izvi akabvunza kuti munhu uyu akanga ari wokuGarirea here. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Anzwa izvi, Pirato akabvunza kuti murume uyu akanga ari muGarirea here. Viz kapitola |