Ruka 23:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Asi mumwe uya akamutsiura achiti, “Hautyi Mwari here? Inga une chirango chimwechetecho naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Mumŋe akapindura, akamuraira, aciti: Hautyi kunyaŋge naMŋari kanhi, ɀauri pakutoŋgwa kumŋe naye? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Mumwe akapindura, akamurayira, achiti, “Hautyi kunyange naMwari kanhi, zvauri pakutongwa kamwe naye? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Asi mumwe uya akamutsiura achiti, “Hautyi Mwari here? Inga une chirango chimwechetecho naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Asi mumwe uya akamutsiura achiti, “Hautyi Mwari here? Inga une chirango chimwechetecho naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Asi imwe mbavha yakamutsiura ikati, “Hautyi Mwari here iwe, sezvo uri pakutongwa kumwe cheteko? Viz kapitola |