Ruka 23:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Zvavakanga vachimutungamidza, vakabata Simoni wekuKurini aibva kuruwa vakamutakudza muchinjikwa uya mumashure maJesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ʋakati ʋacienda naye, ʋakaɓata mumŋe, wainzi Simoni weKurini, acibva kuruwa, ʋakaisa mucinjikwa pamsoro pake, kuti autakure shure kwaJesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Vakati vachienda naye, vakabata mumwe, ainzi Simoni weKurini, achibva kuruwa, vakamutakudza muchinjikwa, kuti autakure shure kwaJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Zvavakanga vachimutungamidza, vakabata Simoni wekuKurini aibva kuruwa vakamutakudza muchinjikwa uya mumashure maJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Zvavakanga vachimutungamidza, vakabata Simoni wekuKurini aibva kuruwa vakamutakudza muchinjikwa uya mumashure maJesu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Vakati voenda naye, vakabata murume ainzi Simoni weKurini, uyo akanga achibva muruwa, vakamutakudza muchinjikwa ari mushure maJesu. Viz kapitola |