Ruka 23:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 akati kwavari, “Maunza munhu uyu kwandiri somunhu anga achipandutsa vanhu asi pandamuongorora pamberi penyu, handina kuwana munhu uyu aine mhosva dzamurikumupomera Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 akati kwaʋari: Maʋuya kwandiri nomunhu uyu, muciti: Unotsausa ʋanhu; tarirai ini ndamubvunzisisa pamberi penyu, ndikasawana kumunhu uyu mhoȿa yeɀinhu ɀamunomupomera naɀo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 akati kwavari, “Mauya kwandiri nomunhu uyu, muchiti, anotsausa vanhu; tarirai ini ndamubvunzisisa pamberi penyu, ndikasawana kumunhu uyu mhosva yezvinhu zvamunomupomera nazvo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 akati kwavari, “Maunza munhu uyu kwandiri somunhu anga achipandutsa vanhu asi pandamuongorora pamberi penyu, handina kuwana munhu uyu aine mhosva dzamurikumupomera Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 akati kwavari, “Maunza munhu uyu kwandiri somunhu anga achipandutsa vanhu asi pandamuongorora pamberi penyu, handina kuwana munhu uyu aine mhosva dzamurikumupomera Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 akati kwavari, “Mauyisa munhu uyu kwandiri somunhu anomutsa vanhu kuti vamukire hurumende. Ndanyatsomuongorora pamberi penyu uye ndashaya hwaro hwemhosva yamunomupomera. Viz kapitola |