Ruka 22:66 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Kwaedza, gungano ravakuru–vakuru vavanhu rakaungana, vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakaenda naye kudare ravo vakati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)66 Ɀino kwakati kwaedza, ʋakuru ʋaʋanhu naʋaprista ʋakuru naʋanyori ʋakaʋuŋgana, ʋakamuisa kumakurukota aʋo, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200266 Zvino kwakati kwaedza, vakuru vavanhu navapristi vakuru navanyori vakaungana, vakamuisa kumakurukota avo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika66 Kwaedza, gungano ravakuru–vakuru vavanhu rakaungana, vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakaenda naye kudare ravo vakati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona66 Kwaedza, gungano ravakuru–vakuru vavanhu rakaungana, vapristi vakuru nenyanzvi dzomutemo vakaenda naye kudare ravo vakati, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi66 Kuzoti kwaedza, dare ravakuru vavanhu, vose vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro, vakasangana pamwe chete, Jesu akamiswa pamberi pavo. Viz kapitola |