Ruka 22:42 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 “Baba kana muchida henyu bvisai mukombe wenhamo uyu kwandiri asi kusave kuda kwangu asi kuda kwenyu ngakuitwe.” [ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 aciti: Ƃaɓa, kana muciɗa, bvisai mukombe uyu kwandiri! Asi kuɗa kwaŋgu kurege kuitwa, asi kwenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 achiti, “Baba, kana muchida, bvisai mukombe uyu kwandiri! Asi kuda kwangu kurege kuitwa, asi kwenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 “Baba kana muchida henyu bvisai mukombe wenhamo uyu kwandiri asi kusave kuda kwangu asi kuda kwenyu ngakuitwe.” [ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 “Baba kana muchida henyu bvisai mukombe wenhamo uyu kwandiri asi kusave kuda kwangu asi kuda kwenyu ngakuitwe.” [ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi42 “Baba, kana muchida, bvisai mukombe uyu pandiri; asi ngakurege kuva kuda kwangu, asi kuda kwenyu kuitwe.” Viz kapitola |