Ruka 22:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Iye akati kwaari, “Ndinokuudza Pita kuti, iye nhasi uno uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Akati: Petro, ndinoti kwauri: Nhasi, joŋgwe risati rarira, ucaramba katatu uciti haundiziʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Akati, “Petirosi, ndinoti kwauri, nhasi, jongwe risati rarira, uchandiramba katatu uchiti haundizivi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Iye akati kwaari, “Ndinokuudza Pita kuti, iye nhasi uno uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Iye akati kwaari, “Ndinokuudza Pita kuti, iye nhasi uno uchandiramba katatu jongwe risati rakukuridza.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Jesu akapindura akati, “Petro, ndinoti kwauri, jongwe risati rarira nhasi, ucharamba iwe katatu, kuti unondiziva.” Viz kapitola |