Ruka 22:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akati kwavari, “Ndaidisisa kwazvo kudya chirariro ichi nemi ndisati ndatambudzika Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akati kwaʋari: Ndakaŋga ndiciɗa ɀikuru kudya paseka iyi nemi ndisati ndatambudzika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Akati kwavari, “Ndakanga ndichida zvikuru kudya Pasika iyi nemi ndisati ndatambudzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akati kwavari, “Ndaidisisa kwazvo kudya chirariro ichi nemi ndisati ndatambudzika Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akati kwavari, “Ndaidisisa kwazvo kudya chirariro ichi nemi ndisati ndatambudzika Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Uye akati kwavari, “Ndanga ndichidisa kwazvo kuti ndidye Pasika iyi nemi ndisati ndatambudzika. Viz kapitola |