Online Bible

- Reklamy -

Ruka 21:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vakamubvunza kuti, “Nhai mudzidzisi izvi zvichaitika rinhi uye kuti chiratidzo chokuti zvava kuda kuitika chichava chipi?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino ʋakamubvunza, ʋaciti: Mudzidzisi, iɀoɀi ɀicagoʋa riniko? Neciratidzo cicaʋa cipi, kana iɀoɀi ɀoɗo‐kuitwa?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino vakamubvunza, vachiti, “Mudzidzisi, izvozvi zvichagova riniko? Nechiratidzo chichava chipi, kana izvozvi zvoda kuitwa?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Vakamubvunza kuti, “Nhai mudzidzisi izvi zvichaitika rinhi uye kuti chiratidzo chokuti zvava kuda kuitika chichava chipi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Vakamubvunza kuti, “Nhai mudzidzisi izvi zvichaitika rinhi uye kuti chiratidzo chokuti zvava kuda kuitika chichava chipi?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Vakamubvunza vakati, “Mudzidzisi, zvinhu izvi zvichaitika rinhiko? Uye chiratidzo chichava chipi chokuti izvozvo zvava kuzoitika?”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 21:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy