Online Bible

- Reklamy -

Ruka 21:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Zvamuri kuona izvi, mazuva ari kuuya hapazosara dombo riri pamusoro perimwe, risingazokoromotserwa pasi.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Kana ɀiri iɀi ɀamunoʋona, mazuʋa acaȿika, asiŋgazoregwi ibge pamsoro pebge, risiŋgazowisirwi pasi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 “Kana zviri izvi zvamunoona, mazuva achasvika, asingazoregwi ibwe pamusoro pebwe, risingazowisirwi pasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 “Zvamuri kuona izvi, mazuva ari kuuya hapazosara dombo riri pamusoro perimwe, risingazokoromotserwa pasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 “Zvamuri kuona izvi, mazuva ari kuuya hapazosara dombo riri pamusoro perimwe, risingazokoromotserwa pasi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 “Zvamuoona pano izvi, nguva ichasvika yokuti ibwe rimwe haringaregwi riri pamusoro perimwe; rimwe nerimwe rawo richakandwa pasi.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 21:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy