Ruka 21:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi iyo nourombo hwayo, yaisa zvose zvainorarama nazvo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 nokuti aʋo ʋose ʋakaisa paɀipo, ʋacitora paɀizhinji ɀaʋo, asi uyu wakaisa, acitora pakushaiwa kwake, ɀaaifanira kurarama naɀo, ɀose ɀaakaŋga anaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 nokuti avo vose vakaisa zvipo, vachitora pazvizhinji zvavanazvo, asi uyu akaisa, achitora pakushayiwa kwake, zvaayifanira kurarama nazvo, zvose zvaakanga anazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Asi iyo nourombo hwayo, yaisa zvose zvainorarama nazvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Asi iyo nourombo hwayo, yaisa zvose zvainorarama nazvo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vanhu vose ava vapa zvipo zvavo zvichibva papfuma yavo zhinji; asi uyu, nourombo hwake aisa zvose zvaanga achararama nazvo.” Viz kapitola |