Ruka 21:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Ngwarirai nguva dzose muchinamata kuti muwane simba rokupunyuka zvose izvi zvichaitika uye kuti mukwanise kuzomira pamberi peMwanakomana womunhu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Asi rindai neŋguʋa dzose, mukumbire, kuti mugone kupukunyuka paɀinhu iɀi ɀose ɀinozoitwa, mugomira pamberi poMŋanakomana womunhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Asi rindai nenguva dzose, mukumbire, kuti mugone kupukunyuka pazvinhu izvi zvose zvinozoitwa, mugomira pamberi poMwanakomana womunhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Ngwarirai nguva dzose muchinamata kuti muwane simba rokupunyuka zvose izvi zvichaitika uye kuti mukwanise kuzomira pamberi peMwanakomana womunhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Ngwarirai nguva dzose muchinamata kuti muwane simba rokupunyuka zvose izvi zvichaitika uye kuti mukwanise kuzomira pamberi peMwanakomana womunhu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Garai makagadzirira, uye munyengetere kuti mugogona kupunyuka pazvose izvo zvava kuda kuitika, uye kuti mugogona kumira pamberi poMwanakomana woMunhu.” Viz kapitola |