Online Bible

- Reklamy -

Ruka 21:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Naizvozvo kana moona zvinhu izvi zvavakuitika, munobva maziva kuti umambo hwaMwari hwava pedyo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Saiɀoɀo, nemi ʋo, kana moʋona iɀoɀo ɀoitwa, ziʋai kuti ʋushe bgaMŋari bgaʋa pedyo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 “Saizvozvo, nemiwo, kana moona izvozvo zvoitwa, zivai kuti ushe hwaMwari hwava padyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Naizvozvo kana moona zvinhu izvi zvavakuitika, munobva maziva kuti umambo hwaMwari hwava pedyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Naizvozvo kana moona zvinhu izvi zvavakuitika, munobva maziva kuti umambo hwaMwari hwava pedyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Nokudarowo, pamunoona zvinhu izvi zvichiitika, muzive kuti umambo hwaMwari hwava pedyo.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 21:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy