Online Bible

- Reklamy -

Ruka 21:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Vanhu zvichavapedza simba nokutya nokufunga zvichavawira panyika nokuti masimba omudenga achazungunutswa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 ʋanhu ʋacapera nokutya nokutarira ɀinowira nyika; nokuti masimba okuɗeŋga acaɗeŋgenyeka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 vanhu vachapera nokutya nokutarira zvinowira nyika; nokuti masimba okudenga achadengenyeka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Vanhu zvichavapedza simba nokutya nokufunga zvichavawira panyika nokuti masimba omudenga achazungunutswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Vanhu zvichavapedza simba nokutya nokufunga zvichavawira panyika nokuti masimba omudenga achazungunutswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Vanhu vachapera simba nokutya, nokutarisira zvichawira nyika, nokuti masimba okumatenga achazungunuswa.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 21:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy