Online Bible

- Reklamy -

Ruka 21:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ndichakupai unyanzvi hokutaura noungwaru zvokuti hapana kana mhandu yenyu ichazokwanisana nemi kana kupokana nemi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Nokuti ndicakupai muromo nokucenjera, kucakonesa ʋaʋeŋgi ʋenyu ʋose kukukundai nokuramba ɀamunoreʋa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Nokuti ndichakupai muromo nokuchenjera, kuchakonesa vavengi venyu vose kukukundai nokuramba zvamunoreva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Ndichakupai unyanzvi hokutaura noungwaru zvokuti hapana kana mhandu yenyu ichazokwanisana nemi kana kupokana nemi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Ndichakupai unyanzvi hokutaura noungwaru zvokuti hapana kana mhandu yenyu ichazokwanisana nemi kana kupokana nemi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Nokuti ndichakupai mashoko nouchenjeri zvokuti hakuna munhu pavavengi venyu achagona kuzviramba kana kuzvipikisa.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 21:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy