Online Bible

- Reklamy -

Ruka 20:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kana tikati runobva kuvanhu, vanhu vose vachatitaka namabwe nokuti vanobvuma kuti Johani aiva muporofita.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Asi kana tikati, Kuʋanhu, ʋanhu ʋose ʋacatitaka namabge; nokuti iʋo ʋanotenda kuti Johane waiʋa muprofita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Asi kana tikati, ‘Kuvanhu,’ vanhu vose vachatitaka namabwe; nokuti ivo vanotenda kuti Johani aiva muporofita.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kana tikati runobva kuvanhu, vanhu vose vachatitaka namabwe nokuti vanobvuma kuti Johani aiva muporofita.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kana tikati runobva kuvanhu, vanhu vose vachatitaka namabwe nokuti vanobvuma kuti Johani aiva muporofita.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Asi kana tikati, ‘Rwakabva kuvanhu,’ vanhu vose vachatitaka namabwe, nokuti vanotenda kuti Johani akanga ari muprofita.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 20:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy