Online Bible

- Reklamy -

Ruka 20:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 nokuti havachafazve pamusana pokuti vanenge vaita savatumwa uye vanenge vava vana vaMwari uye vanenge vava vanhu vokumuka kuvafi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Nokuti haʋazofi ɀe; nokuti ʋacaenzana naʋatumŋa; ʋaʋa ʋanakomana ʋaMŋari ɀaʋari ʋanakomana ʋokumuka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Nokuti havazofizve; nokuti vachaenzana navatumwa; vava vana vaMwari zvavari vana vokumuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 nokuti havachafazve pamusana pokuti vanenge vaita savatumwa uye vanenge vava vana vaMwari uye vanenge vava vanhu vokumuka kuvafi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 nokuti havachafazve pamusana pokuti vanenge vaita savatumwa uye vanenge vava vana vaMwari uye vanenge vava vanhu vokumuka kuvafi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 uye havazofizve; nokuti vafanana navatumwa. Vana vaMwari, sezvo vari vana vokumuka kwavakafa.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 20:36

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy