Ruka 20:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Asi avo vanokodzera kusvika mune ramangwana uye pakumuka kwavakafa, havazoroori kana kuroorwa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 asi aʋo ʋacanzi naMŋari ʋakafanira kuwana nyika iyo nokumuka kwaʋakafa, haʋawani, ʋuye haʋawaniswi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 asi avo vachanzi naMwari vakafanira kuwana nyika iyo nokumuka kwavakafa, havawani, uye havawaniswi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Asi avo vanokodzera kusvika mune ramangwana uye pakumuka kwavakafa, havazoroori kana kuroorwa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Asi avo vanokodzera kusvika mune ramangwana uye pakumuka kwavakafa, havazoroori kana kuroorwa Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Asi vaya vanoonekwa kuti vakakodzera kurarama munyika iyo nomukumuka kwavakafa, havazowani kana kuwanikwa, Viz kapitola |