Ruka 20:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Tiudze kuti unoita zvinhu izvi nesimba raani kana kuti ndiani akakupa simba irori?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ʋakataura, ʋakati kwaari: Tiʋudzei, kuti munoita ɀinhu iɀi nesimba ripi, kana ndianiko wakakupai simba iri? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 vakataura, vakati kwaari, “Tiudzei, kuti munoita zvinhu izvi nesimba ripi, kana ndianiko akakupai simba iri?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Tiudze kuti unoita zvinhu izvi nesimba raani kana kuti ndiani akakupa simba irori?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Tiudze kuti unoita zvinhu izvi nesimba raani kana kuti ndiani akakupa simba irori?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Vakati kwaari, “Tiudzei kuti munoita zvinhu izvi nesimba ripi? Ndiani akakupai simba iri?” Viz kapitola |