Ruka 20:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Achauya agoparadza vaya vokushandisa munda vaya achizopa munda wamagirepisi uya kuna vamwe.” Pavakanzwa izvi vakati, “Hazvidi kudaro.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ucaʋuya, akaparadza ʋarimi iʋaʋa; munda wemizambiriŋga akaupa ʋamŋe. Ɀino ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakati: Haiȿa! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Achauya, akaparadza varimi ivava; munda wemidzambiringa akaupa vamwe.” Zvino vachinzwa izvozvo, vakati, “Haisva!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Achauya agoparadza vaya vokushandisa munda vaya achizopa munda wamagirepisi uya kuna vamwe.” Pavakanzwa izvi vakati, “Hazvidi kudaro.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Achauya agoparadza vaya vokushandisa munda vaya achizopa munda wamagirepisi uya kuna vamwe.” Pavakanzwa izvi vakati, “Hazvidi kudaro.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Achauya agouraya varimi avo agopa vamwe varimi munda womuzambiringa.” Vanhu vakati vanzwa izvozvo, vakati, “Dai zvakadai zvikasatomboitika!” Viz kapitola |