Online Bible

- Reklamy -

Ruka 2:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Zvino kuzoti vapedza kuita zvose zvaidiwa noMutemo waTenzi vakadzokera Garirea kuguta ravo reNazareti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Ɀino ʋakati ʋapedza ɀose ɀomurairo waShe, ʋakadzokera Garirea, kuguta raʋo Nazareta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Zvino vakati vapedza zvose zvomurayiro waIshe, vakadzokera Gariria, kuguta ravo Nazareta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Zvino kuzoti vapedza kuita zvose zvaidiwa noMutemo waTenzi vakadzokera Garirea kuguta ravo reNazareti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Zvino kuzoti vapedza kuita zvose zvaidiwa noMutemo waTenzi vakadzokera Garirea kuguta ravo reNazareti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

39 Josefa naMaria vakati vaita zvose zvaidikanwa noMurayiro waShe, vakadzokera kuGarirea kuguta ravo reNazareta.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 2:39

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy