Ruka 2:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Baba vake naamai vake vakashamiswa vachinzwa zvakataurwa nezvake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ƃaɓa ʋake namai ʋake ʋakashamiswa neɀakarebga pamsoro pake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Baba vake namai vake vakashamiswa nezvakarehwa pamusoro pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Baba vake naamai vake vakashamiswa vachinzwa zvakataurwa nezvake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 Baba vake naamai vake vakashamiswa vachinzwa zvakataurwa nezvake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Baba namai vomwana vakashamiswa nezvakataurwa pamusoro pake. Viz kapitola |