Ruka 19:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Paakanga ava kuda kusvika kumateru eGomo reMiorivhi mhomho yose yavadzidzi vake yakatanga kupembera ichirumbidza Mwari ichidaidzira, ichirumbidza Mwari nokuda kwamabasa makuru avakanga vaona Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Akati osweɗera pamaɓurusiro egomo reMiorivi, ʋadzidzi ʋake ʋazhinji ʋose ʋakataŋga kufara nokurumbidza Mŋari nenzwi guru pamsoro pamaɓasa ose esimba aʋakaŋga ʋaʋona, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Akati oswedera pamaburusiro egomo reMiorivhi, vadzidzi vake vazhinji vose vakatanga kufara nokurumbidza Mwari nezwi guru pamusoro pamabasa ose esimba avakanga vaona, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Paakanga ava kuda kusvika kumateru eGomo reMiorivhi mhomho yose yavadzidzi vake yakatanga kupembera ichirumbidza Mwari ichidaidzira, ichirumbidza Mwari nokuda kwamabasa makuru avakanga vaona Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Paakanga ava kuda kusvika kumateru eGomo reMiorivhi mhomho yose yavadzidzi vake yakatanga kupembera ichirumbidza Mwari ichidaidzira, ichirumbidza Mwari nokuda kwamabasa makuru avakanga vaona Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Akati asvika pedyo nenzvimbo ine nzira yaitenukira paGomo reMiorivhi, vazhinji vose vavadzidzi vakatanga kupembera vachirumbidza Mwari namanzwi makuru nokuda kwezviratidzo zvose zvavakanga vaona, vachiti: Viz kapitola |