Online Bible

- Reklamy -

Ruka 19:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Aida kuona zvakaita Jesu asi haana kukwanisa nokuda kwegurumwandira ravanhu nokuti iye akanga akapfupika.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 akatȿaka kuʋona Jesu, kuti ndiye ani; asi wakaŋga asiŋgagoni, nokuti wakaŋga akafupika.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 akatsvaka kuona Jesu, kuti ndiye ani; asi akanga asingagoni, nokuti akanga akapfupika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Aida kuona zvakaita Jesu asi haana kukwanisa nokuda kwegurumwandira ravanhu nokuti iye akanga akapfupika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Aida kuona zvakaita Jesu asi haana kukwanisa nokuda kwegurumwandira ravanhu nokuti iye akanga akapfupika.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Akauya achida kuona Jesu kuti ndiani, asi nokuda kwokuti akanga ari munhu mupfupi, akatadza kuona nokuda kwavanhu vazhinji.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 19:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy