Online Bible

- Reklamy -

Ruka 19:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 nokuti ndaikutyai nokuti muri munhu akaomarara. Munonhonga chamusina kuisa pasi, muchikohwa chamusina kudyara.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Nokuti ndakaŋga ndicikutyai, ɀamuri munhu unehasha, munotora ɀamusakaisa’po, munoceka ɀamusakakusha.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 Nokuti ndakanga ndichikutyai, zvamuri munhu ane hasha, munotora zvamusakaisapo, munocheka zvamusakakusha.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 nokuti ndaikutyai nokuti muri munhu akaomarara. Munonhonga chamusina kuisa pasi, muchikohwa chamusina kudyara.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 nokuti ndaikutyai nokuti muri munhu akaomarara. Munonhonga chamusina kuisa pasi, muchikohwa chamusina kudyara.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 Ndakanga ndichikutyai, nokuti muri munhu ane mwoyo wakaoma. Munotora zvamusina kuisapo nokukohwa zvamusina kudyara.’

Viz kapitola kopírovat

Ruka 19:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy