Online Bible

- Reklamy -

Ruka 18:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Pazvinhu izvi hapana chavakanzwisisa. Zvaakataura izvi zvakanga zvakavanzwa kwavari. Havana kubata zvaaireva.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

34 Asi haʋana‐kunzwisisa cinhu cimŋe caiɀoɀo; shoko iri rakaŋga rakaʋanzika kwaʋari, ʋuye haʋana‐kunzwisisa iɀo ɀakarebga.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

34 Asi havana kunzwisisa chinhu chimwe chaizvozvo; shoko iri rakanga rakavanzika kwavari, uye havana kunzwisisa izvo zvakarehwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

34 Pazvinhu izvi hapana chavakanzwisisa. Zvaakataura izvi zvakanga zvakavanzwa kwavari. Havana kubata zvaaireva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

34 Pazvinhu izvi hapana chavakanzwisisa. Zvaakataura izvi zvakanga zvakavanzwa kwavari. Havana kubata zvaaireva.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

34 Vadzidzi hapana chavakanzwisisa pachinhu ichi. Zvairehwa zvacho zvakanga zvakavanzika kwavari, uye havana kuziva zvaakanga achitaura pamusoro pazvo.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 18:34

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy