Online Bible

- Reklamy -

Ruka 18:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Jesu akatora vane gumi navaviri akati kwavari, “Chinzwai, tavakukwira kuJerusaremu. Zvose zvakanyorwa navaporofita nezveMwanakomana womunhu zvichazadziswa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ɀino wakatora ʋanegumi naʋaʋiri, akati kwaʋari: Tarirai, tinokwira Jerusarema, Mŋanakomana womunhu ucaitirwa ɀose ɀakanyorwa naʋaprofita.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Zvino akatora vane gumi navaviri, akati kwavari, “Tarirai, tinokwira Jerusaremu, Mwanakomana womunhu achaitirwa zvose zvakanyorwa navaporofita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Jesu akatora vane gumi navaviri akati kwavari, “Chinzwai, tavakukwira kuJerusaremu. Zvose zvakanyorwa navaporofita nezveMwanakomana womunhu zvichazadziswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Jesu akatora vane gumi navaviri akati kwavari, “Chinzwai, tavakukwira kuJerusaremu. Zvose zvakanyorwa navaporofita nezveMwanakomana womunhu zvichazadziswa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Jesu akatsaura parutivi vane gumi navaviri akavaudza kuti, “Tiri kuenda kuJerusarema, uye zvose zvakanyorwa navaprofita pamusoro poMwanakomana woMunhu zvichazadziswa.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 18:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy