Ruka 18:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Jesu akamutarisa akati, “Zvakaoma sei kuti vano upfumi vapinde muumambo hwaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino Jesu, acimuʋona, akati: Ʋanefuma ʋacaremerwa sei kupinda muʋushe bgaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino Jesu, achimuona, akati, “Vane pfuma vacharemerwa sei kupinda muushe hwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Jesu akamutarisa akati, “Zvakaoma sei kuti vano upfumi vapinde muumambo hwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Jesu akamutarisa akati, “Zvakaoma sei kuti vano upfumi vapinde muumambo hwaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Jesu akatarisa kwaari akati, “Zvikukutu sei kuti mupfumi apinde muumambo hwaMwari! Viz kapitola |