Ruka 18:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi Jesu akadaidzira achiti, “Regai vana vaduku vauye kwandiri musavarambidze nokuti umambo hwedenga ndehwevakaita savava. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo Jesu akaʋaɗanira kwaari, akati: Regai ʋana ʋaɗuku, ʋaʋuye kwandiri, musaʋadziʋisa, nokuti ʋushe bgaMŋari ndobgaʋakaɗai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo Jesu akavadanira kwaari, akati, “Regai vana vaduku, vauye kwandiri, musavadzivisa, nokuti ushe hwaMwari ndohwavakadai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi Jesu akadaidzira achiti, “Regai vana vaduku vauye kwandiri musavarambidze nokuti umambo hwedenga ndehwevakaita savava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi Jesu akadaidzira achiti, “Regai vana vaduku vauye kwandiri musavarambidze nokuti umambo hwedenga ndehwevakaita savava. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi Jesu akadana vana kwaari achiti, “Regai vana vaduku vauye kwandiri, uye musavadzivisa, nokuti umambo hwaMwari ndohwavakadai. Viz kapitola |