Online Bible

- Reklamy -

Ruka 18:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vanhu vakanga vava kuunza kunyange vacheche kwaari kuti avabate. Vadzidzi vake pavakazviona, vakavarambidza.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino ʋakaʋuya naʋacece ʋo kwaari, kuti aʋanyaŋgate; asi ʋadzidzi ʋakati ʋaciɀiʋona, ʋakaʋaraira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino vakauya navachechewo kwaari, kuti avanyangate; asi vadzidzi vakati vachizviona, vakavarayira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vanhu vakanga vava kuunza kunyange vacheche kwaari kuti avabate. Vadzidzi vake pavakazviona, vakavarambidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Vanhu vakanga vava kuunza kunyange vacheche kwaari kuti avabate. Vadzidzi vake pavakazviona, vakavarambidza.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Vanhu vakauyawo navacheche kuna Jesu kuti avanyengeterere. Vadzidzi vakati vachiona izvozvo, vakavatsiura.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 18:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy