Ruka 18:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndinotsanya kaviri pasvondo. Ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndinoɀinyima ɀokudya kaʋiri neviki, ndinopa cegumi ceɀose ɀandinowana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ndinozvinyima zvokudya kaviri nevhiki, ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndinotsanya kaviri pasvondo. Ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndinotsanya kaviri pasvondo. Ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ndinozvinyima zvokudya kaviri pavhiki uye ndinopa chegumi chezvose zvandinowana.’ Viz kapitola |