Ruka 17:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vakati kwavari, “Kuri kupiko ikoko nhai Tenzi?” Iye akati, “Pane chitunha magora ndipo panoungana.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ipapo ʋakapindura, ʋakati kwaari: Ipiko, Ishe? Akati kwaʋari: Apo panomutumbu, ndi’po panoʋuŋganira ʋo magora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Ipapo vakapindura, vakati kwaari, “Ipiko, Ishe?” Akati kwavari, “Apo pano mutumbi, ndipo panounganirawo magora.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Vakati kwavari, “Kuri kupiko ikoko nhai Tenzi?” Iye akati, “Pane chitunha magora ndipo panoungana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Vakati kwavari, “Kuri kupiko ikoko nhai Tenzi?” Iye akati, “Pane chitunha magora ndipo panoungana.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Vakamubvunza vakati, “Kupiko Ishe?” Akapindura akati, “Pano mutumbi, ndipo panoungana magora.” Viz kapitola |